Mateo 17:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakati kota kota pasi nouso vabatwa nokutya kukuru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo, ʋakatya ɀikuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Vadzidzi vakati vachizvinzwa, vakawira pasi nezviso zvavo, vakatya zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakati kota kota pasi nouso vabatwa nokutya kukuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakati kota kota pasi nouso vabatwa nokutya kukuru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vadzidzi vakati vanzwa izvi, vakawira pasi nezviso zvavo vachitya kwazvo. See the chapter |