Mateo 17:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vadzidzi vakauya kuna Jesu vari pachavo voga. Vakati, “Ko isu tatadza nei kuudzinga?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino ʋadzidzi ʋakaʋuya kunaJesu ʋari ʋoga, ʋakati: Ko isu takaŋga tisiŋgagoni neiko kuuɓuɗisa? See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Zvino vadzidzi vakauya kuna Jesu vari voga, vakati, “Ko isu takanga tisingagoni neiko kuubudisa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vadzidzi vakauya kuna Jesu vari pachavo voga. Vakati, “Ko isu tatadza nei kuudzinga?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vadzidzi vakauya kuna Jesu vari pachavo voga. Vakati, “Ko isu tatadza nei kuudzinga?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo vadzidzi vakauya kuna Jesu vari voga vakamubvunza vachiti, “Ko, takundikana sei kuridzinga?” See the chapter |