Online Bible

- Advertisements -

Mateo 17:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Jesu akamukarira, mweya wakaipa ukabva wabuda maari. Mukomana akabva arapwa pakarepo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino Jesu akamuraira, mŋeya wakaipa ukaɓuɗa kwaari, mukomana akapora kubva paŋguʋa iyo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino Jesu akamuraira, mweya wakaipa ukabuda kwaari, mukomana akapora kubva panguva iyo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Jesu akamukarira, mweya wakaipa ukabva wabuda maari. Mukomana akabva arapwa pakarepo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Jesu akamukarira, mweya wakaipa ukabva wabuda maari. Mukomana akabva arapwa pakarepo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Jesu akatuka dhimoni rikabva rabuda mumukomana uya achibva apora kubva panguva iyoyo.

See the chapter Copy

Mateo 17:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements