Mateo 17:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Ko pamusana pei nyanzvi dzomutemo dzichiti Eriya anofanira kutanga auya?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋadzidzi ʋakamubvunza, ʋaciti: Ʋanyori ʋanotaurireiko, ʋaciti, Eria unofanira kutaŋga kuʋuya? See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Vadzidzi vakamubvunza, vachiti, “Vanyori vanotaurireiko, vachiti, Eria anofanira kutanga kuuya?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Ko pamusana pei nyanzvi dzomutemo dzichiti Eriya anofanira kutanga auya?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Ko pamusana pei nyanzvi dzomutemo dzichiti Eriya anofanira kutanga auya?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vadzidzi vakamubvunza vakati, “Ko, sei vadzidzisi vemirayiro vachiti Eria anofanira kutanga kuuya?” See the chapter |