Mateo 16:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakazvikurukura pachavo vachiti, “Hatina kuuya nechingwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakaraŋgana pakati paʋo, ʋaciti: Unoɗaro, nokuti hatina‐kutora ciŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Vakarangana pakati pavo, vachiti, “Anodaro, nokuti hatina kutora chingwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakazvikurukura pachavo vachiti, “Hatina kuuya nechingwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakazvikurukura pachavo vachiti, “Hatina kuuya nechingwa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakakurukura nezvenyaya iyi pakati pavo vakati, “Anodaro nokuti hatina kuuya nechingwa.” See the chapter |