Mateo 16:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vadzidzi pavakayambukira kumhiri kuya, vakanga vakanganwa kutakura chingwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ʋadzidzi ʋakaenda mhiri, ʋakakaŋganwa kutora ɀiŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino vadzidzi vakaenda mhiri, vakakanganwa kutora zvingwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vadzidzi pavakayambukira kumhiri kuya, vakanga vakanganwa kutakura chingwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vadzidzi pavakayambukira kumhiri kuya, vakanga vakanganwa kutakura chingwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pavakayambuka mhiri kwegungwa, vadzidzi vakakanganwa kutakura chingwa. See the chapter |