Online Bible

- Advertisements -




Mateo 16:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Muri chizvarwa chakaipa chenzenza chinotsvaka chiratidzo. Hapana chiratidzo chichapiwa kusiya chiratidzo chaJona.” Akabva avasiya oenda.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Rudzi rwakaipa rwoʋupombge runotȿaka ciratidzo, asi haruŋgapiwi ciratidzo, asi ciratidzo caJona. Ipapo akaʋasiya, akabva.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Rudzi rwakaipa rwoupombwe runotsvaka chiratidzo, asi harungapiwi chiratidzo, asi chiratidzo chaJona.’ ” Ipapo akavasiya, akabva.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Muri chizvarwa chakaipa chenzenza chinotsvaka chiratidzo. Hapana chiratidzo chichapiwa kusiya chiratidzo chaJona.” Akabva avasiya oenda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Muri chizvarwa chakaipa chenzenza chinotsvaka chiratidzo. Hapana chiratidzo chichapiwa kusiya chiratidzo chaJona.” Akabva avasiya oenda.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Rudzi rwakaipa rwoupombwe runotsvaka chiratidzo, asi hapana chichapiwa kwarwuri kunze kwechiratidzo chaJona.” Ipapo Jesu akavasiya, akaenda kumwe.

See the chapter Copy




Mateo 16:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements