Mateo 16:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Nokuti Mwanakomana womunhu achauya navatumwa vake mumbiri yaBaba vake achizopa munhu nomunhu mubayiro wezvaakaita. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nokuti Mŋanakomana womunhu ucaʋuya naʋatumŋa ʋake nokubginya kwaƂaɓa ʋake; ipapo ucaripira mumŋe nomumŋe paakaɓata napo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Nokuti Mwanakomana womunhu achauya navatumwa vake nokubwinya kwaBaba vake; ipapo acharipira mumwe nomumwe paakashanda napo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Nokuti Mwanakomana womunhu achauya navatumwa vake mumbiri yaBaba vake achizopa munhu nomunhu mubayiro wezvaakaita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Nokuti Mwanakomana womunhu achauya navatumwa vake mumbiri yaBaba vake achizopa munhu nomunhu mubayiro wezvaakaita. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Nokuti Mwanakomana woMunhu achauya ari mukubwinya kwaBaba vake aine vatumwa vake, ipapo achapa mubayiro kuno mumwe nomumwe maererano namabasa ake. See the chapter |