Online Bible

- Advertisements -

Mateo 16:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvapasi pose, iye achirasikirwa noupenyu hwake. Kana kuti angabvisei chokutsinhanisa noupenyu hwake?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Nokuti munhu ucaɓatsirweiko kana awana nyika yose, akarashikirwa noʋupenyu bgake? Kana munhu ucaripeiko kuti adzikinure ʋupenyu bgake?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Nokuti munhu achabatsirwa neiko kana awana nyika yose, akarasikirwa noupenyu hwake? Kana munhu acharipeiko kuti adzikinure hupenyu hwake?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvapasi pose, iye achirasikirwa noupenyu hwake. Kana kuti angabvisei chokutsinhanisa noupenyu hwake?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvapasi pose, iye achirasikirwa noupenyu hwake. Kana kuti angabvisei chokutsinhanisa noupenyu hwake?

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Ko, munhu achabatsirwa nei kana akawana nyika yose, asi achirasikirwa noupenyu hwake? Kana kuti munhu acharipeiko kuti adzikinure upenyu hwake?

See the chapter Copy

Mateo 16:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements