Mateo 16:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Jesu akataurira vadzidzi vake achiti, “Kana munhu achida kunditevera ngaazvirambe atakure muchinjikwa wake anditevere, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino Jesu akati kuʋadzidzi ʋake: Kana munhu aciɗa kuʋuya shure kwaŋgu, ŋgaaɀirambe, asimudze mucinjikwa wake, anditeʋere. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Jesu akati kuvadzidzi vake, “Kana munhu achida kuuya shure kwangu, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Jesu akataurira vadzidzi vake achiti, “Kana munhu achida kunditevera ngaazvirambe atakure muchinjikwa wake anditevere, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Jesu akataurira vadzidzi vake achiti, “Kana munhu achida kunditevera ngaazvirambe atakure muchinjikwa wake anditevere, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, “Kana paine anoda kunditevera, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere. See the chapter |