Mateo 16:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu paakasvika kudunhu reSezariafiripi, akabvunza vadzidzi vake achiti, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndiani?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Jesu wakati aȿika kumatiʋi enyika yeKesaria Firipo, akabvunza ʋadzidzi ʋake, akati: Ʋanhu ʋanoti Mŋanakomana womunhu ndianiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Jesu akati asvika kumativi enyika yeKesaria Firipi, akabvunza vadzidzi vake, akati, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndianiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu paakasvika kudunhu reSezariafiripi, akabvunza vadzidzi vake achiti, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndiani?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Jesu paakasvika kudunhu reSezariafiripi, akabvunza vadzidzi vake achiti, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndiani?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Jesu akati asvika kudunhu reKesaria Firipi, akabvunza vadzidzi vake akati, “Vanhu vanoti Mwanakomana woMunhu ndiani?” See the chapter |