Mateo 16:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ko nezvezvingwa zvinomwe zvezviuru zvina zvavanhu? Makaunganidza tswanda ngani? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kana ɀiŋgwa ɀinomŋe ɀaʋanhu ʋaneɀuru ɀinna, namateŋgu amakawana kuti aiʋa maŋgani? See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Kana zvingwa zvinomwe zvavanhu vane zviuru zvina, namatengu amakawana kuti aiva mangani? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ko nezvezvingwa zvinomwe zvezviuru zvina zvavanhu? Makaunganidza tswanda ngani? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ko nezvezvingwa zvinomwe zvezviuru zvina zvavanhu? Makaunganidza tswanda ngani? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Kana kuti zvingwa zvinomwe zvavanhu zviuru zvina uye kuti makazadza matengu mangani ezvamakaunganidza? See the chapter |