Online Bible

- Advertisements -

Mateo 15:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Asi imi munoti, kana munhu akataurira baba vake kana amai vake achiti, ‘Zvandakanga ndichigona kuzokubatsirai nazvo ndazvipira kuna Mwari, haazosungirwa kuremekedza baba vake.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Asi imi munoti: Aninani unoti kunaɓaɓa ʋake kana mai ʋake: Cinhu cipi necipi camaiti munoɓatsirwa naco kwandiri, caʋa cipo kunaMŋari,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Asi imi munoti, ani naani anoti kuna baba vake kana mai vake, ‘Chinhu chipi nechipi chamaiti munobatsirwa nacho kwandiri, chava chipo kuna Mwari,’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Asi imi munoti, kana munhu akataurira baba vake kana amai vake achiti, ‘Zvandakanga ndichigona kuzokubatsirai nazvo ndazvipira kuna Mwari, haazosungirwa kuremekedza baba vake.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Asi imi munoti, kana munhu akataurira baba vake kana amai vake achiti, ‘Zvandakanga ndichigona kuzokubatsirai nazvo ndazvipira kuna Mwari, haazosungirwa kuremekedza baba vake.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Asi imi munoti kana munhu akati kuna baba vake kana mai vake, ‘Chinhu chipi nechipi chamaiti munozogamuchira kubva kwandiri, chava chipo chakakumikidzwa kuna Mwari’,

See the chapter Copy

Mateo 15:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements