Mateo 15:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Vakadya vacho vaiva zviuru zvina zvavarume tisingaverengi zvedu vakadzi navana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ʋakadya ʋakaŋga ʋari ʋarume ʋaneɀuru ɀinna, ʋakadzi naʋana ʋasiŋgaʋereŋgwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Vakadya vakanga vari varume vane zviuru zvina, vakadzi navana vasingaverengwi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Vakadya vacho vaiva zviuru zvina zvavarume tisingaverengi zvedu vakadzi navana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Vakadya vacho vaiva zviuru zvina zvavarume tisingaverengi zvedu vakadzi navana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Vanhu vakadya vaiva varume zviuru zvina, vakadzi navana vasingaverengerwi. See the chapter |