Online Bible

- Advertisements -

Mateo 15:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Tingawane kupi chingwa chinokwana kugutsa gungano guru ravanhu rakadai murenje muno?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ʋadzidzi ʋakati kwaari: Ticawanepiko murenje ɀiŋgwa ɀakawanda ɀakaɗaro, kuti tigutise ʋanhu ʋazhinji ʋakaɗai?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Vadzidzi vakati kwaari, “Tichawanepiko murenje zvingwa zvakawanda zvakadaro, kuti tigutise vanhu vazhinji vakadai?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Tingawane kupi chingwa chinokwana kugutsa gungano guru ravanhu rakadai murenje muno?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Tingawane kupi chingwa chinokwana kugutsa gungano guru ravanhu rakadai murenje muno?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Vadzidzi vake vakapindura vachiti, “Ndokupi kwatingawana chingwa chinokwana vanhu vose ava muno musango makadai?”

See the chapter Copy

Mateo 15:33

Follow us:

Advertisements

Advertisements