Mateo 15:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Iye akati, “Chose chisina kudyarwa naBaba vangu chichadzipurwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akapindura, akati: Muti mumŋe nomumŋe usina‐kusimŋa naƂaɓa ʋaŋgu ʋari kuɗeŋga ucadzurwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Akapindura, akati, “Muti mumwe nomumwe usina kusimwa naBaba vangu vari kudenga uchadzurwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Iye akati, “Chose chisina kudyarwa naBaba vangu chichadzipurwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Iye akati, “Chose chisina kudyarwa naBaba vangu chichadzipurwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akapindura akati, “Muti mumwe nomumwe usina kusimwa naBaba vangu vokudenga uchadzurwa. See the chapter |