Online Bible

- Advertisements -

Mateo 15:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Jesu akadaidza vanhu ndokuti kwavari, “Teererai munzwisise, “Munhu haan'oreswe nezvinopinda mukanwa make

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino akaɗana ʋanhu ʋazhinji kwaari, akati kwaʋari: Tererai, munzwisise:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino akadana vanhu vazhinji kwaari, akati kwavari, “Teererai, munzwisise.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Jesu akadaidza vanhu ndokuti kwavari, “Teererai munzwisise, “Munhu haan'oreswe nezvinopinda mukanwa make

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Jesu akadaidza vanhu ndokuti kwavari, “Teererai munzwisise, “Munhu haan'oreswe nezvinopinda mukanwa make

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Jesu akadana vanhu vazhinji kwaari akati, “Teererai, munzwisise.

See the chapter Copy

Mateo 15:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements