Online Bible

- Advertisements -

Mateo 15:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kwakazouya vaFarisei nenyanzvi dzomutemo kuna Jesu vachibva kuJerusaremu vachiti,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ʋaFarise naʋanyori ʋakaʋuya kunaJesu ʋacibva Jerusarema, ʋakati:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino vaFarisi navanyori vakauya kuna Jesu vachibva Jerusaremu, vakati,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kwakazouya vaFarisei nenyanzvi dzomutemo kuna Jesu vachibva kuJerusaremu vachiti,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kwakazouya vaFarisei nenyanzvi dzomutemo kuna Jesu vachibva kuJerusaremu vachiti,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ipapo vanyori navaFarisi vakauya kuna Jesu vachibva kuJerusarema uye vakamubvunza vachiti,

See the chapter Copy

Mateo 15:1

Follow us:

Advertisements

Advertisements