Online Bible

- Advertisements -

Mateo 14:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mambo zvakamutambudza mwoyo asi nokuda kwemhiko dzake uye pamusanawo pavaenzi vake akati ngaapiwe.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Mambo akaɀidya mŋoyo, asi nokuɗa kwokupika kwake, ʋuye nokuɗa kwaʋakaŋga ʋagere pakudya, akaraira kuti apiwe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Mambo akazvidya mwoyo, asi nokuda kwokupika kwake, uye nokuda kwavakanga vagere pakudya, akaraira kuti apiwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mambo zvakamutambudza mwoyo asi nokuda kwemhiko dzake uye pamusanawo pavaenzi vake akati ngaapiwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mambo zvakamutambudza mwoyo asi nokuda kwemhiko dzake uye pamusanawo pavaenzi vake akati ngaapiwe.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Mambo akasuwiswa nazvo, asi nokuda kwemhiko yake uye navaainge agere navo pakudya, akarayira kuti upiwe kwaari,

See the chapter Copy

Mateo 14:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements