Mateo 14:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Varume voko pavakamuziva, vakatuma nhume kunharaunda iyoyo yose vakaunza kwaari vose vairwara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋarume ʋenɀimbo iyo ʋakamuziʋa, ʋakatuma shoko panyika yose iyo yakapoteredza; ʋakaʋuya kwaari naʋose ʋairwara; See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Varume venzvimbo iyo vakamuziva, vakatuma shoko panyika yose iyo yakapoteredza; vakauya kwaari navose vairwara; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Varume voko pavakamuziva, vakatuma nhume kunharaunda iyoyo yose vakaunza kwaari vose vairwara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Varume voko pavakamuziva, vakatuma nhume kunharaunda iyoyo yose vakaunza kwaari vose vairwara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Uye varume venzvimbo iyoyo vakati vamuziva, vakatumira shoko mudunhu rose rakapoteredza. Vanhu vakauya navarwere vavo vose kwaari See the chapter |