Mateo 14:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pita paakaona mhepo, akatya. Akatangisa kunyura ndokudaidzira achiti, “Tenzi ndiponesei.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi wakati aciʋona mhepo inesimba, akatya; ɀino wakati otaŋga kunyura, akaɗanidzira aciti: Ishe, ndiponesei! See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Asi akati achiona mhepo ine simba, akatya; zvino akati otanga kunyura, akadanidzira achiti, “Ishe, ndiponesei!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pita paakaona mhepo, akatya. Akatangisa kunyura ndokudaidzira achiti, “Tenzi ndiponesei.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Pita paakaona mhepo, akatya. Akatangisa kunyura ndokudaidzira achiti, “Tenzi ndiponesei.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi akati achiona mhepo ine simba, akatya, ndokubva atanga kunyura, achibva adanidzira achiti, “Ishe, ndiponesei!” See the chapter |