Mateo 14:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ipapo Pita akati, “Tenzi kana murimi, itii ndiuye kwamuri ndichifambawo pamusoro pemvura.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino Petro akamupindura, akati: Ishe, kana muri’mi, ndiraire kuti ndiʋuye kwamuri pamsoro pemvura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Zvino Petirosi akamupindura, akati, “Ishe, kana murimi, ndiraire kuti ndiuye kwamuri pamusoro pemvura.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ipapo Pita akati, “Tenzi kana murimi, itii ndiuye kwamuri ndichifambawo pamusoro pemvura.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ipapo Pita akati, “Tenzi kana murimi, itii ndiuye kwamuri ndichifambawo pamusoro pemvura.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Petro akapindura akati, “Ishe, kana murimi ndirayirei kuti ndiuye kwamuri ndichifamba pamusoro pemvura.” See the chapter |