Mateo 14:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi vadzidzi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa vakatya zvikuru vachiti, “Idzimudzangara.” Vakaridza mhere nokutya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino ʋadzidzi ʋakati ʋacimuʋona acifamba pamsoro peguŋgwa, ʋakamanikidzwa, ʋaciti madzimudzaŋgara, ʋakaɗanidzira nokutya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Zvino vadzidzi vakati vachimuona achifamba pamusoro pegungwa, vakavhunduka, vachiti, “Madzimudzangara,” vakaridza mhere nokutya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi vadzidzi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa vakatya zvikuru vachiti, “Idzimudzangara.” Vakaridza mhere nokutya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Asi vadzidzi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa vakatya zvikuru vachiti, “Idzimudzangara.” Vakaridza mhere nokutya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Vadzidzi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa vakatya kwazvo. Vakaridza mhere nokutya vakati, “Hero dzangaradzimu!” See the chapter |