Mateo 14:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kuzoti yava nguva yomurirakamwe akauya kwavari achifamba pamusoro pegungwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Neŋguʋa yecinna yoʋusiku akaʋuya kwaʋari, acifamba pamsoro peguŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Nenguva yechina yousiku akauya kwavari, achifamba pamusoro pegungwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kuzoti yava nguva yomurirakamwe akauya kwavari achifamba pamusoro pegungwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kuzoti yava nguva yomurirakamwe akauya kwavari achifamba pamusoro pegungwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Panguva yechina yousiku Jesu akaenda kwavari, achifamba pamusoro pegungwa. See the chapter |