Mateo 14:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Asi igwa, panguva iyoyo, rakanga rava makiromita akawanda kubva kumahombekombe richiitwa suku nasai namafungu nokuti mhepo yakanga yakanangana navo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Asi igwa ɀino rakaŋga raʋa pakati peguŋgwa, ricitambudzika namafuŋgu, nokuti mhepo yakaŋga iciʋadziʋisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Asi igwa zvino rakanga rava pakati pegungwa, richitambudzika namafungu, nokuti mhepo yakanga ichivadzivisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Asi igwa, panguva iyoyo, rakanga rava makiromita akawanda kubva kumahombekombe richiitwa suku nasai namafungu nokuti mhepo yakanga yakanangana navo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Asi igwa, panguva iyoyo, rakanga rava makiromita akawanda kubva kumahombekombe richiitwa suku nasai namafungu nokuti mhepo yakanga yakanangana navo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 asi igwa rakanga rava chinhambwe chikuru kwazvo kubva kunyika asi richitambudzwa namasaisai nokuti mhepo yairwisana naro. See the chapter |