Online Bible

- Advertisements -

Mateo 14:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Paakabuda mugwa pamahombekombe, akaona chita chikuru chavanhu. Akavanzwira tsitsi akaporesa varwere vavo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino wakati aciɓuɗa mugwa, akaʋona ʋanhu ʋazhinji‐zhinji, akaʋanzwira tsitsi, akaporesa ʋarwere ʋaʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino akati achibuda muigwa, akaona vanhu vazhinji-zhinji, akavanzwira tsitsi, akaporesa varwere vavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Paakabuda mugwa pamahombekombe, akaona chita chikuru chavanhu. Akavanzwira tsitsi akaporesa varwere vavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Paakabuda mugwa pamahombekombe, akaona chita chikuru chavanhu. Akavanzwira tsitsi akaporesa varwere vavo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Paakabuda mugwa, Jesu akaona vanhu vazhinji, akavanzwira tsitsi uye akaporesa varwere vavo.

See the chapter Copy

Mateo 14:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements