Online Bible

- Advertisements -

Mateo 14:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Jesu paakanzwa izvi, akabva ipapo negwa akaenda kunzvimbo isina vanhu, kwake oga. Voruzhinji rwavanhu pavakazvinzwa vakatevera ikoko netsoka vachibva mumaguta.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Jesu wakati aɀinzwa, akabva’po negwa, akaenda kurenje ari oga. Ɀino ʋanhu ʋaciɀinzwa, ʋakabva kumaguta, ʋakamuteʋera netsoka.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Jesu akati azvinzwa, akabvapo negwa, akaenda kurenje ari oga. Zvino vanhu vachizvinzwa, vakabva kumaguta, vakamutevera netsoka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Jesu paakanzwa izvi, akabva ipapo negwa akaenda kunzvimbo isina vanhu, kwake oga. Voruzhinji rwavanhu pavakazvinzwa vakatevera ikoko netsoka vachibva mumaguta.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Jesu paakanzwa izvi, akabva ipapo negwa akaenda kunzvimbo isina vanhu, kwake oga. Voruzhinji rwavanhu pavakazvinzwa vakatevera ikoko netsoka vachibva mumaguta.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Jesu paakanzwa zvakanga zvaitika, akabvapo negwa zvisingazivikanwi nevazhinji akaenda kurenje. Vachinzwa izvi, vanhu vazhinji vakamutevera netsoka vachibva kumaguta.

See the chapter Copy

Mateo 14:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements