Mateo 14:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora chitunha ichocho vakachiviga. Vakaenda vakandotaurira Jesu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya ʋakatora mutumbu, ʋakauʋiga; ndokuenda kundoʋudza Jesu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Vadzidzi vake vakauya vakatora chitunha chake, vakachiviga; ndokuenda kundoudza Jesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora chitunha ichocho vakachiviga. Vakaenda vakandotaurira Jesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora chitunha ichocho vakachiviga. Vakaenda vakandotaurira Jesu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora mutumbi wake vakandouviga. Vakazoenda vakandoudza Jesu. See the chapter |