Mateo 14:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Musoro wake wakaunzwa uri mudhishi ukapiwa kumusikana. Iyewo akaenda nawo kuna amai vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakaʋuya nomusoro wake uri mundiro, musikana akapiwa; iye akaenda nawo kunamai ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Vakauya nomusoro wake uri mundiro, musikana akaupiwa; iye akaenda nawo kunamai vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Musoro wake wakaunzwa uri mudhishi ukapiwa kumusikana. Iyewo akaenda nawo kuna amai vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Musoro wake wakaunzwa uri mudhishi ukapiwa kumusikana. Iyewo akaenda nawo kuna amai vake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye musoro wake wakauyiwa nawo uri mundiro ukapiwa kumusikana, iye akaenda nawo kuna mai vake. See the chapter |