Mateo 14:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akatuma munhu kuti andodimura musoro waJohani mujeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akatuma murwi kundogura musoro waJohane mutoroŋgo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Akatuma vanhu kundogura musoro waJohani mutorongo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akatuma munhu kuti andodimura musoro waJohani mujeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Akatuma munhu kuti andodimura musoro waJohani mujeri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 ndokutuma vanhu kundogura musoro waJohani mutorongo. See the chapter |