Mateo 13:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dzimwe dzakandowira muminzwa. Minzwa yakakura ikadzivhunga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Dzimŋe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivuŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Dzimwe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivhunga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dzimwe dzakandowira muminzwa. Minzwa yakakura ikadzivhunga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Dzimwe dzakandowira muminzwa. Minzwa yakakura ikadzivhunga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Dzimwe mbeu dzakawira muminzwa, minzwa ikakura ikadzivhunga. See the chapter |