Mateo 13:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Vakagumbuka naye. Jesu akati kwavari, “Muporofita anoremekedzwa kumwe kose kusiya munyika make nomumusha make.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ʋakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwaʋari: Muprofita haaŋgashaiwi kukudzwa, asi munyika yake, nomumba make. See the chapterShona Bible 1949 revised 200257 Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nomumba make.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Vakagumbuka naye. Jesu akati kwavari, “Muporofita anoremekedzwa kumwe kose kusiya munyika make nomumusha make.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona57 Vakagumbuka naye. Jesu akati kwavari, “Muporofita anoremekedzwa kumwe kose kusiya munyika make nomumusha make.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muprofita haashayiwi kukudzwa asi munyika yake nomumba make.” See the chapter |