Mateo 13:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 “Manyatsonzwisisa here zvose izvi?” Ivo vakati kwaari, “Hongu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 [Jesu akati kwaʋari:] Manzwisisa iɀoɀo ɀose here? Ʋakati kwaari: Hoŋo, [Ishe]. See the chapterShona Bible 1949 revised 200251 (Jesu akati kwavari), “Manzwisisa izvozvo zvose here?” Vakati kwaari, “Hongu, Ishe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 “Manyatsonzwisisa here zvose izvi?” Ivo vakati kwaari, “Hongu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona51 “Manyatsonzwisisa here zvose izvi?” Ivo vakati kwaari, “Hongu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Jesu akabvunza akati, “Manzwisisa zvinhu izvi zvose here?” Vakapindura vakati, “Hongu.” See the chapter |