Mateo 13:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Ndizvozvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi. Vatumwa vachabuda vachindokamura vakaipa kubva muna vakarurama See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ndiɀo ɀicaitwa pakuguma kwenyika; ʋatumŋa ʋacaɓuɗa, ʋacaɓuɗisa ʋakaipa pakati paʋakarurama, See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Ndizvo zvichaitwa pakuguma kwenyika; vatumwa vachabuda, vachabudisa vakaipa pakati pavakarurama, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Ndizvozvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi. Vatumwa vachabuda vachindokamura vakaipa kubva muna vakarurama See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Ndizvozvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi. Vatumwa vachabuda vachindokamura vakaipa kubva muna vakarurama See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Izvi ndizvo zvazvichaita pakuguma kwenyika. Vatumwa vachauya vagotsaura vakaipa kubva kune vakarurama, See the chapter |