Mateo 13:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 anoti kana awana pera rimwechete rinokosha kwazvo, anoenda ondotengesa zvose zvaanazvo oritenga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 akati awana parera rimŋe rinomuteŋgo mukuru, akaenda, akandoteŋgesa ɀose ɀaakaŋga anaɀo, akariteŋga iro. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 akati awana pera rimwe rinomutengo mukuru, akaenda, akandotengesa zvose zvaakanga anazvo, akaritenga iro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 anoti kana awana pera rimwechete rinokosha kwazvo, anoenda ondotengesa zvose zvaanazvo oritenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 anoti kana awana pera rimwechete rinokosha kwazvo, anoenda ondotengesa zvose zvaanazvo oritenga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Akati awana rimwe rawo rinokosha akaenda akandotengesa zvose zvaakanga anazvo uye akaritenga. See the chapter |