Mateo 13:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Paakanga achikusha kudaro, dzimwe mbeu dzakandowira munzira. Shiri dzakauya dzikadzidya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino pakukusha kwake dzimŋe mbeu dzakawira panzira, shiri dzikaȿika dzikadzidya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino pakukusha kwake dzimwe mbeu dzakawira panzira, shiri dzikasvika dzikadzidya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Paakanga achikusha kudaro, dzimwe mbeu dzakandowira munzira. Shiri dzakauya dzikadzidya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Paakanga achikusha kudaro, dzimwe mbeu dzakandowira munzira. Shiri dzakauya dzikadzidya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Paakanga achikusha mbeu, dzimwe dzakawira munzira, shiri dzikauya dzikadzidya. See the chapter |