Mateo 13:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Munda wacho ndiyo nyika. Mbeu yakanaka ndivo vana voumambo. Sawi ndivo vana vomuipi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Munda inyika; mbeu yakanaka ndiʋo ʋanakomana ʋoʋushe; mashawi ndiʋo ʋanakomana ʋowakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Munda inyika; mbeu yakanaka ndivo vanakomana voushe, masawi ndiwo vanakomana vomuipi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Munda wacho ndiyo nyika. Mbeu yakanaka ndivo vana voumambo. Sawi ndivo vana vomuipi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Munda wacho ndiyo nyika. Mbeu yakanaka ndivo vana voumambo. Sawi ndivo vana vomuipi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Munda ndiyo nyika, uye mbeu yakanaka inomirira vanakomana voumambo. Masawi ndiwo vanakomana vowakaipa, See the chapter |