Mateo 13:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Jesu akapindura achiti, “Anodyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Akapindura, akati: unokusha mbeu yakanaka ndiye Mŋanakomana womunhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Akapindura, akati, “Anokusha mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Jesu akapindura achiti, “Anodyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Jesu akapindura achiti, “Anodyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Akapindura akati, “Uyo akadyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana woMunhu. See the chapter |