Mateo 13:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akataura zvose izvi kugungano ravanhu nemienzaniso. Hapana zvaaimbovataurira asingashandisi mienzaniso. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀinhu ɀose Jesu wakaʋudza ʋanhu ʋazhinji nemifananidzo; haana‐kutaura cinhu kwaʋari asiŋgafananidzi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Zvinhu zvose Jesu wakaudza vanhu vazhinji nemifananidzo; haana kutaura chinhu kwavari asingafananidzi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akataura zvose izvi kugungano ravanhu nemienzaniso. Hapana zvaaimbovataurira asingashandisi mienzaniso. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akataura zvose izvi kugungano ravanhu nemienzaniso. Hapana zvaaimbovataurira asingashandisi mienzaniso. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akataura zvinhu izvi zvose kuvanhu nemifananidzo. Haana chaakataura kwavari asingashandisi mifananidzo. See the chapter |