Online Bible

- Advertisements -

Mateo 13:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Iye akati kwavari, “Muvengi ndiye akaita izvi.” Vashandi vakati kwaari, “Mungade here kuti tindoridzura?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Akati kwaʋari: Munhu unondiʋeŋga waita iɀoɀo. Ʋaranda ʋakati kwaari: Ko munoɗa kuti tindoaʋuŋganidza here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Akati kwavari, ‘Munhu anondivenga aita izvozvo.’ Varanda vakati kwaari, ‘Ko munoda kuti tindoaunganidza here?’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Iye akati kwavari, “Muvengi ndiye akaita izvi.” Vashandi vakati kwaari, “Mungade here kuti tindoridzura?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Iye akati kwavari, “Muvengi ndiye akaita izvi.” Vashandi vakati kwaari, “Mungade here kuti tindoridzura?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 “Akavapindura achiti, ‘Muvengi ndiye akaita izvi.’ “Varanda vakamubvunza vakati, ‘Munoda kuti tiende kunoridzura here?’

See the chapter Copy

Mateo 13:28

Follow us:

Advertisements

Advertisements