Online Bible

- Advertisements -

Mateo 13:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Vashandi vepamba ipapo vakauya vakati kwaari, “Changamire, hamuna kudyara mbeu yakanaka here mumunda menyu? Ko sawi rakazobva kupi?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino ʋaranda ʋomŋene weimba ʋakaʋuya, ʋakati kwaari: Ishe, hamuna‐kukusha mbeu yakanaka mumunda menyu here? Munda wawanepiko mashawi?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino varanda vomuridzi weimba vakauya, vakati kwaari, ‘Ishe, hamuna kukusha mbeu yakanaka mumunda menyu here? Munda wawanepiko masawi?’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Vashandi vepamba ipapo vakauya vakati kwaari, “Changamire, hamuna kudyara mbeu yakanaka here mumunda menyu? Ko sawi rakazobva kupi?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Vashandi vepamba ipapo vakauya vakati kwaari, “Changamire, hamuna kudyara mbeu yakanaka here mumunda menyu? Ko sawi rakazobva kupi?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 “Varanda vomuridzi womunda vakauya kwaari vakasvikoti, ‘Ishe, hamuna kukusha mbeu yakanaka mumunda menyu here? Ko, zvino sawi rakazobvepi?’

See the chapter Copy

Mateo 13:27

Follow us:

Advertisements

Advertisements