Mateo 13:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Asi vanhu vakarara, muvengi wake akauya akadyara sawi mukati mekoroni akabva aenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Asi ʋanhu ʋaʋete, muʋeŋgi wake akaʋuya, akakusha mashawi pakati peɀiyo, akaenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Asi vanhu vavete, muvengi wake akauya, akakusha masawi pakati pezviyo, akaenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Asi vanhu vakarara, muvengi wake akauya akadyara sawi mukati mekoroni akabva aenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Asi vanhu vakarara, muvengi wake akauya akadyara sawi mukati mekoroni akabva aenda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Asi munhu wose avete, muvengi wake akauya akakusha sawi pakati pegorosi, ndokubva aenda. See the chapter |