Online Bible

- Advertisements -

Mateo 13:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Yakadyarwa muminzwa ndouyo anonzwa izwi asi kuzvidya mwoyo nezvapanyika nokutorwa mwoyo noupfumi, zvinovhunga izwi, rokundikana kubereka muchero.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Wakakushwa pakati peminzwa, ndiye unonzwa shoko; ɀino kufuŋganya kwenyika nokunyeŋgera kwefuma ɀinovuŋga shoko, rikashaiwa ɀiɓereko.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Akakushwa pakati peminzwa, ndiye anonzwa shoko; zvino kufunganya kwenyika nokunyengera kwepfuma zvinounga shoko, rikashaiwa zvibereko.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Yakadyarwa muminzwa ndouyo anonzwa izwi asi kuzvidya mwoyo nezvapanyika nokutorwa mwoyo noupfumi, zvinovhunga izwi, rokundikana kubereka muchero.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Yakadyarwa muminzwa ndouyo anonzwa izwi asi kuzvidya mwoyo nezvapanyika nokutorwa mwoyo noupfumi, zvinovhunga izwi, rokundikana kubereka muchero.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Uyo akagamuchira mbeu yakawira muminzwa, munhu anonzwa shoko asi kufunganya kwenyika nokunyengera kwepfuma zvinorivhunga robva rashaya zvibereko.

See the chapter Copy

Mateo 13:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements