Online Bible

- Advertisements -

Mateo 13:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri vaporofita vazhinji navanhu vakarurama vaisuwira kuona zvamuri kuona asi havana kuzviona uye kunzwa zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nokuti ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri, kuti ʋaprofita naʋakarurama ʋazhinji ʋakaŋga ʋaciɗa kuʋona ɀinhu ɀamunoʋona, asi haʋanakuɀiʋona; nokunzwa ɀamunonzwa, asi haʋana‐kuɀinzwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Nokuti zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kuti vaporofita navakarurama vazhinji vakanga vachida kuona zvinhu zvamunoona, asi havana kuzviona; nokunzwa zvamunonzwa, asi havana kuzvinzwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri vaporofita vazhinji navanhu vakarurama vaisuwira kuona zvamuri kuona asi havana kuzviona uye kunzwa zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri vaporofita vazhinji navanhu vakarurama vaisuwira kuona zvamuri kuona asi havana kuzviona uye kunzwa zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Nokuti, ndinokuudzai chokwadi kuti vaprofita vazhinji navanhu vakarurama vaida kuona zvinhu zvamuri kuona asi havana kuzviona, nokunzwa zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.

See the chapter Copy

Mateo 13:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements