Mateo 13:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akavapindura achiti, “Imi makapiwa ruzivo rwezvakavandika zvoumambo hwokudenga. Asi ivo havana kuzvipiwa See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akapindura, akati kwaʋari: Nokuti imi makapiwa kuziʋa ɀakaʋanzika ɀoʋushe bgokuɗeŋga, asi aʋa haʋana‐kupiwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Akapindura, akati kwavari, “Nokuti imi makapiwa kuziva zvakavanzika zvoushe hwedenga, asi ava havana kupiwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akavapindura achiti, “Imi makapiwa ruzivo rwezvakavandika zvoumambo hwokudenga. Asi ivo havana kuzvipiwa See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Iye akavapindura achiti, “Imi makapiwa ruzivo rwezvakavandika zvoumambo hwokudenga. Asi ivo havana kuzvipiwa See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Akapindura achiti, “Ruzivo rwezvakavanzika zvoumambo hwokudenga rwakapiwa kwamuri imi, asi kwete kwavari. See the chapter |