Mateo 13:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vadzidzi vakazouya kwaari vakati, “Munotaurirei kwavari nemienzaniso?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ʋadzidzi ʋakaʋuya, ʋakati kwaari: Munotaurireiko kwaʋari nemifananidzo? See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Zvino vadzidzi vakauya, vakati kwaari, “Munotaurireiko kwavari nemifananidzo?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vadzidzi vakazouya kwaari vakati, “Munotaurirei kwavari nemienzaniso?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vadzidzi vakazouya kwaari vakati, “Munotaurirei kwavari nemienzaniso?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vadzidzi vakauya kwaari vakasvikomubvunza vachiti, “Ko, munotaurirei kuvanhu nemifananidzo?” See the chapter |