Online Bible

- Advertisements -

Mateo 12:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Dai zvenyu maiziva zvinoreva izvi zvokuti, ‘Chandinoda ini itsitsi kwete chibayiro, mungadai musina kupa mhosva vasina mhosva

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Asi ɗai maiziʋa kuti ɀinoti kuɗini kuti: Ndinoɗa ŋgoni, handiɗi ciɓayiro, muŋgaɗai musina‐kutoŋga ʋasinemhoȿa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Asi dai maiziva kuti zvinoti kudini kuti, ‘Ndinoda ngoni, handidi chibayiro,’ mungadai musina kutonga vasina mhosva.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Dai zvenyu maiziva zvinoreva izvi zvokuti, ‘Chandinoda ini itsitsi kwete chibayiro, mungadai musina kupa mhosva vasina mhosva

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Dai zvenyu maiziva zvinoreva izvi zvokuti, ‘Chandinoda ini itsitsi kwete chibayiro, mungadai musina kupa mhosva vasina mhosva

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Dai maiziva zvinorehwa namashoko anoti, ‘Ndinoda ngoni, kwete zvibayiro,’ hamaizopa mhosva vasina mhosva.

See the chapter Copy

Mateo 12:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements