Mateo 12:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Nokuti aninaani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mukoma nomunun'una neni nehanzvadzi naamai vangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Nokuti aninani unoita kuɗa kwaƂaɓa ʋaŋgu ʋari kuɗeŋga, ndiye munuŋuna waŋgu, nehanɀadzi, namai. See the chapterShona Bible 1949 revised 200250 “Nokuti ani naani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga, ndiye mukoma nomunun'una, nehanzvadzi, namai kwandiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Nokuti aninaani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mukoma nomunun'una neni nehanzvadzi naamai vangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona50 Nokuti aninaani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mukoma nomunun'una neni nehanzvadzi naamai vangu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Nokuti ani naani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mununʼuna wangu nehanzvadzi yangu, namai vangu.” See the chapter |