Mateo 12:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Akatambanudza ruoko kuna vadzidzi vake achiti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu! See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ndokutambanudza ruʋoko rwake kuʋadzidzi ʋake, akati: Tarirai, mai ʋaŋgu naʋanuŋuna ʋaŋgu! See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Ndokutambanudza ruoko rwake kuvadzidzi vake, akati, “Tarirai, mai vangu navanun'una vangu! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Akatambanudza ruoko kuna vadzidzi vake achiti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Akatambanudza ruoko kuna vadzidzi vake achiti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu! See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Achinongedzera vadzidzi vake akati, “Ava ndivo mai vangu navanunʼuna vangu. See the chapter |