Mateo 12:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Naizvozvo mumwe munhu akamutaurira kuti, “Amai venyu navakoma navanun'una venyu vamire panze, vari kukumbira kutaura nemi.”] See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Mumŋe akati kwaari: Haʋo mai ʋenyu naʋanuŋuna ʋenyu ʋamire kunze, ʋacitȿaka kutaura nemi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200247 Mumwe akati kwaari, “Havo mai venyu navanun'una venyu vamire kunze, vachitsvaka kutaura nemi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Naizvozvo mumwe munhu akamutaurira kuti, “Amai venyu navakoma navanun'una venyu vamire panze, vari kukumbira kutaura nemi.”] See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona47 Naizvozvo mumwe munhu akamutaurira kuti, “Amai venyu navakoma navanun'una venyu vamire panze, vari kukumbira kutaura nemi.”] See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Mumwe akati kwaari, “Mai venyu navanunʼuna venyu vamire panze, vari kuda kutaura nemi.” See the chapter |